この商品を友人に教える:
Vana Vatatu naHungwe Mutendi Daniel Mutendi
価格
¥ 4.524
税抜
遠隔倉庫からの取り寄せ
発送予定日 年12月3日 - 年12月21日
クリスマスプレゼントは1月31日まで返品可能です
Mutendi Daniel Mutendi の新しいリリースのお知らせを受け取る
iMusicのウィッシュリストに追加
Vana Vatatu naHungwe
Mutendi Daniel Mutendi
Vana vatatu vanoshanyira kuGreat Zimbabwe navabereki vavo. Zvino vari muzhira kudzokera kumba kuHarare, vanotenga Shiri yeZimbabwe yakavezwa nomunyaka pamusika uri parutivi pomugwagwa, kubva kune imwe harahwa. Shiri iyi ine mashiripiti, naizvozvo vana vanofara chose nayo.
Batana nevatatu ava neshamwari yavo, zigondo rinonzi Hungwe, pavanopinda munguva yakapfuura vachindodzidza pamusoro penyika yavo yavanodisa, Zimbabwe.
Bhuku iri rakanakira kudzidzisa vana kuverenga chiShona, uyevo kuvadzidzisa zvimwe zvezvinhu zvakaitika munyika yavo yeZimbabwe. Rinobetsera kusimbisa muvana kuti vanombova vanani ivo.
Iri ibhuku rokutanga pamatatu anotaura zvenyaya yeVana vatatu naHungwe.
| メディア | 書籍 Paperback Book (ソフトカバーで背表紙を接着した本) |
| リリース済み | 2022年3月1日 |
| ISBN13 | 9781779213112 |
| 出版社 | Daniel Mutendi |
| ページ数 | 126 |
| 寸法 | 150 × 220 × 10 mm · 317 g |
| 言語 | 英語 |